Mabasa 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Kune vokuKiriti nevokuArabhia. Tiri kuvanzwa vachitaura mundimi dzedu mabasa makuru aMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 naʋaKrete, naʋaArabia, tinoʋanzwa ʋacitaura nendimi dzeɗu maɓasa makuru aMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 navaKiriti, navaArabhia, tinovanzwa vachitaura nendimi dzedu mabasa makuru aMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kune vokuKiriti nevokuArabhia. Tiri kuvanzwa vachitaura mundimi dzedu mabasa makuru aMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 (zvose vaJudha navakatendeukira kuchiJudha); vaKirete navaArabhu, tinovanzwa vachitaura zvishamiso zvaMwari nendimi dzedu chaidzo!” Viz kapitola |