Mabasa 19:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Mauya navanhu ava asi havasi vapambi veTemberi kana vanhu vanoshonha mwarikadzi wedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti maʋuya naʋarume aʋa, ʋasati ʋari mbava dzetembere kana ʋamhuri ʋamŋarikadzi weɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Nokuti mauya navarume ava, vasati vari mbavha dzetemberi kana vashori vamwarikadzi wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Mauya navanhu ava asi havasi vapambi veTemberi kana vanhu vanoshonha mwarikadzi wedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Mauya navarume ava pano, kunyange zvavo vasina kuba temberi dzedu kana kumhura mwarikadzi wedu. Viz kapitola |