Mabasa 19:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Zvamunoona kuti zvinhu izvi hazvina angarambe munofanira kunyarara murege kumhanyirira zvinhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀaɀisiŋgagoni kurambga iɀoɀi, maifanira kunyarara musiŋgaiti cinhu nokusaraŋgarira kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvazvisingagoni kurambwa izvozvi, maifanira kunyarara musingaiti chinhu nokusarangarira kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Zvamunoona kuti zvinhu izvi hazvina angarambe munofanira kunyarara murege kumhanyirira zvinhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Naizvozvo, sezvo izvi zvisingagoni kurambika, munofanira kuti munyarare murege kumhanyira kuita chinhu. Viz kapitola |