Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 19:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Munyori weguta paakanga anyararidza vanhu akati, “Nhaimi vanhu veEfesusi ndiani asingazivi kuti guta ravaEfesusi ndiro muchengeti wetemberi yaAtemisi mukuru mukuru uye muchengeti wedombo dzvene rakadonha mudenga?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ɀino munyori weguta wakanyaradza ʋanhu, akati: Ʋarume ʋeEfeso, munhu ndoupiko usiŋgaziʋi, kuti guta raʋaEfeso ndiwo muceŋgeti wetembere yaDiana mukuru nowomufananidzo wakaɓuruka kuɗeŋga?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Zvino munyori weguta akanyaradza vanhu, akati, “Varume veEfeso, munhu ndoupiko asingazivi, kuti guta ravaEfeso ndiwo muchengeti wetemberi yaDhiyana mukuru nowomufananidzo akaburuka kudenga?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Munyori weguta paakanga anyararidza vanhu akati, “Nhaimi vanhu veEfesusi ndiani asingazivi kuti guta ravaEfesusi ndiro muchengeti wetemberi yaAtemisi mukuru mukuru uye muchengeti wedombo dzvene rakadonha mudenga?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Munyori weguta akanyaradza vanhu akati, “Varume veEfeso, ko, nyika yose haizivi here kuti guta reEfeso ndiro rinochengeta temberi yaAritemisi mukuru nomufananidzo wake, uyo wakawa uchibva kudenga?

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 19:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy