Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 19:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Pavakaona kuti muJudha, vakaramba vachidaidzira kwamaawa maviri vachiti, “Dhayana wavaEfeso mukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo ʋakati ʋaciʋona kuti iye muJuda, inzwi rimŋe rikamuka kunaʋose, ʋakaɗanidzira ŋguʋa dzineŋge mbiri, ʋaciti: Diana waʋaEfeso mukuru!

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo vakati vachiona kuti iye muJudha, izwi rimwe rikamuka kuna vose, vakadanidzira nguva dzinenge mbiri, vachiti, “Dhiyana wavaEfeso mukuru!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pavakaona kuti muJudha, vakaramba vachidaidzira kwamaawa maviri vachiti, “Dhayana wavaEfeso mukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Asi pavakaona kuti iye aiva muJudha, vose vakadanidzira pamwe chete kwenguva dzinenge maawa maviri vachiti, “Mukuru ndiAritemisi wavaEfeso!”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 19:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy