Mabasa 19:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Paiti ava vanodaidzira ichi vamwe vachidaidzirawo ichi nokuti gungano iroro rakanga rangova nyonganyonga. Vazhinji vavo vakanga vasingamboziva kuti vakanga vaunganira chii. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ʋamŋe ʋakaɗanidzira ɀimŋe, ʋamŋe ɀimŋe ɀe; nokuti ʋuŋgano yakaŋga yanyoŋganiswa, ʋazhinji ʋasiŋgaziʋi ɀaʋakaʋuŋganira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino vamwe vakadanidzira zvimwe, vamwe zvimwezve; nokuti ungano yakanga yanyonganiswa, vazhinji vasingazivi zvavakaunganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Paiti ava vanodaidzira ichi vamwe vachidaidzirawo ichi nokuti gungano iroro rakanga rangova nyonganyonga. Vazhinji vavo vakanga vasingamboziva kuti vakanga vaunganira chii. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ungano yakanga yanyonganiswa: vamwe vaidaidzira chimwe chinhu, vamwe chimwe. Vazhinji vavanhu vakanga vasingatongozivi kuti sei vakanga varipo. Viz kapitola |