Mabasa 19:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Pauro akanga ava kuda kupinda mukati memhomho iya asi vadzidzi vakaramba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino Pauro akaɗa kupinda kuʋanhu, ʋadzidzi ʋakasamutendera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino Pauro akada kupinda kuvanhu, vadzidzi vakasamutendera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pauro akanga ava kuda kupinda mukati memhomho iya asi vadzidzi vakaramba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pauro akanga achida kuzviratidza pamberi pemhomho, asi vadzidzi vakamudzivisa. Viz kapitola |