Mabasa 19:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akati: Ko makabapatidzwa norubapatidzo rwupiko? Ʋakati: Norubapatidzo rwaJohane. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Akati, “Ko makabhabhatidzwa norubhabhatidzo rupiko?” Vakati, “Norubhabhatidzo rwaJohani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akavati, “Ko zvino makaombekwa noruombeko rwupi?” Ivo vakati, “Noruombeko rwaJohani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Pauro akavabvunza akati, “Zvino makagamuchira rubhabhatidzo rupi?” Vakapindura vakati, “Rubhabhatidzo rwaJohani.” Viz kapitola |