Mabasa 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Kirisipusi mukuru wapasinagogu akatenda muna Tenzi pamwechete nemhuri yake. Vazhinji vomuKorinde pavakanzwa Pauro vakatenda vakaombekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 NaKrispo, mukuru wesinagoge, akatenda kunaShe naʋeimba yake yose; naʋazhinji ʋeKorinte ʋakanzwa, ʋakatenda, ʋakabapatidzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 NaKirisipo, mukuru wesinagoge, akatenda kuna Ishe naveimba yake yose; navazhinji veKorinde vakanzwa, vakatenda, vakabhabhatidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kirisipusi mukuru wapasinagogu akatenda muna Tenzi pamwechete nemhuri yake. Vazhinji vomuKorinde pavakanzwa Pauro vakatenda vakaombekwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Krispasi mukuru wesinagoge, neimba yake yose vakatenda kuna She; uye vazhinji vavaKorinde vakamunzwa vakatenda uye vakabhabhatidzwa. Viz kapitola |