Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Pavakapokana naye vachimunyomba akazunza hanzu dzake akati kwavari, “Ropa renyu ngarikupfukirei! Ini mhosva handisisina. Kubvira iye zvino ndavakuenda kune vechirudzi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino ʋakati ʋacimudziʋisa, nokumutuka, akazuza ŋguʋo dzake, akati kwaʋari: Ropa renyu ŋgariʋe pamsoro penyu; ndakacena, kubva ɀino ndicaenda kuʋahedeni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino vakati vachimudzivisa, nokumutuka, akazunza nguo dzake, akati kwavari, “Ropa renyu ngarive pamusoro penyu; ndakachena, kubva zvino ndichaenda kuvahedheni.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Pavakapokana naye vachimunyomba akazunza hanzu dzake akati kwavari, “Ropa renyu ngarikupfukirei! Ini mhosva handisisina. Kubvira iye zvino ndavakuenda kune vechirudzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi vaJudha vakati vapikisana naPauro uye vachimutuka, akazunza nguo dzake asingafari akati kwavari, “Ropa renyu ngarive pamisoro yenyu! Ini ndakachena pabasa rangu. Kubva zvino ndichaenda kune veDzimwe Ndudzi.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy