Mabasa 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 pamusana pokuti vaiva vebasa rimwechetero akagara akashanda navo nokuti aiita basa rimwechetero navo rokugadzira matendhe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀino ɀaakaŋga aneɓasa rimŋe naʋo, akagara naʋo ʋaciɓata; nokuti ɓasa raʋo raiʋa rokuita matente. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 zvino zvaakanga ane basa rimwe navo, akagara navo vachibata; nokuti basa ravo raiva rokuita matende. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 pamusana pokuti vaiva vebasa rimwechetero akagara akashanda navo nokuti aiita basa rimwechetero navo rokugadzira matendhe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 uye sezvo akanga ari mugadziri wamatende saivo, akagara navo achishanda pamwe chete navo. Viz kapitola |