Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Paakasvika, akabatsira kwazvo vakanga vatenda nenyasha dzaMwari nokuti akapwisa vaJudha pachena achiratidza naMagwaro Matsvene kuti Jesu ndiye Mesia.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Nokuti wakakunda ʋaJuda nesimba pacena, aciratidza naMagwaro, kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Nokuti akakunda vaJudha nesimba pachena, achiratidza naMagwaro, kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Paakasvika, akabatsira kwazvo vakanga vatenda nenyasha dzaMwari nokuti akapwisa vaJudha pachena achiratidza naMagwaro Matsvene kuti Jesu ndiye Mesia.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Nokuti pakutaurirana, akapikisa vaJudha zvine simba pamberi pavanhu, achiratidza kubva muMagwaro kuti Jesu ndiye Kristu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy