Mabasa 18:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Paakada kuyambukira kuAkaya vehama vakamukurudzira vakatonyora kuna vadzidzi kuti vamugamuchire. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino wakati aciɗa kuyambukira Akaya, hama dzikamusimbisa, ʋakanyorera ʋadzidzi kuti ʋamugamucire. Ɀino wakati aȿika, akaɓatsira ɀikuru iʋo ʋakatenda nenyasha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino akati achida kuyambukira Akaya, hama dzikamusimbisa, vakanyorera vadzidzi kuti vamugamuchire. Zvino akati asvika, akabatsira zvikuru ivo vakatenda nenyasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Paakada kuyambukira kuAkaya vehama vakamukurudzira vakatonyora kuna vadzidzi kuti vamugamuchire. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Aporosi akati oda kuenda kuAkaya, hama dzakamukurudzira ndokumunyorera tsamba yokuti vadzidzi vaikoko vamugamuchire. Paakasvika akabatsira kwazvo avo vakanga vatenda nenyasha. Viz kapitola |