Mabasa 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Mumwe muJudha ainzi Aporosi, mugari wokuArekizandiria akauya kuEfesusi. Akanga ari nyanzvi yokutaura, munhu akanga akadzidza kwazvo Magwaro Matsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino mumŋe muJuda wainzi Aporo, worudzi rwapaAreksandria, murume wakaŋga akadzidza ɀikuru, wakaȿika Efeso; wakaŋga anesimba pamagwaro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino mumwe muJudha ainzi Aporo, worudzi rwapaArekizandiria, murume akanga akadzidza zvikuru, akasvika Efeso; akanga ane simba pamagwaro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mumwe muJudha ainzi Aporosi, mugari wokuArekizandiria akauya kuEfesusi. Akanga ari nyanzvi yokutaura, munhu akanga akadzidza kwazvo Magwaro Matsvene. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Zvichakadaro, mumwe muJudha ainzi Aporosi, chizvarwa cheArekizandiria, akasvika kuEfeso. Akanga ari murume akadzidza, aino ruzivo rwaMagwaro chaizvo. Viz kapitola |