Mabasa 18:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Pavakamukumbira kuti ambogarazve, akaramba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino ʋakati ʋacikumbira kuti agare naʋo ŋguʋa refu, haana‐kutenda; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino vakati vachikumbira kuti agare navo nguva refu, haana kutenda; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pavakamukumbira kuti ambogarazve, akaramba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vakati vamukumbira kuti agare navo nguva refu, iye akaramba. Viz kapitola |