Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Vakasvika kuEfesusi akavasiyako asi iye akamboenda musinagogu akataura kuvaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ʋakaȿika Efeso, akaʋasiya’po; asi iye amene wakapinda musinagoge, akataurirana naʋaJuda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Vakasvika Efeso, akavasiyapo; asi iye amene akapinda musinagoge akataurirana navaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Vakasvika kuEfesusi akavasiyako asi iye akamboenda musinagogu akataura kuvaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vakasvika paEfeso, Pauro akasiya Pirisira naAkwira ipapo. Iye pachake akapinda musinagoge akataurirana navaJudha.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy