Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mushure mezvo Pauro akagara mamwe mazuva mazhinji ndokuzoonekana nevehama. Akazoenda kuSiria nechikepe pamwechete naPirisira naAkwira. KuKenikirie akaveura vhudzi rake nokuti akanga aita mhiko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Pauro wakati agara’po mazuʋa mazhinji, akawonekana nehama, akabva’po, akaenda Siria necikepe, anaPrisira naAkwira, aʋeʋura musoro wake paKenkrea, nokuti wakaŋga apika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Pauro akati agarapo mazuva mazhinji, akaonekana nehama, akabvapo, akaenda Siria nechikepe, ana Pirisira naAkwira, aveura musoro wake paKenikiria, nokuti akanga apika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mushure mezvo Pauro akagara mamwe mazuva mazhinji ndokuzoonekana nevehama. Akazoenda kuSiria nechikepe pamwechete naPirisira naAkwira. KuKenikirie akaveura vhudzi rake nokuti akanga aita mhiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Pauro akaramba ari muKorinde kwamazuva mazhinji. Ipapo akabva pahama ndokuenda nechikepe kuSiria, achiperekedzwa naPirisira naAkwira. Asati akwira chikepe, akaveura bvudzi rake paKenikireya nokuda kwemhiko yaakanga aita.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy