Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Asi kana dziri nharo pamsoro pamashoko namazita nomurairo wenyu, tambai henyu imi mhoȿa iyo; ini handiɗi kuʋa mutoŋgi waiɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Asi kana dziri nharo pamusoro pamashoko namazita nomurayiro wenyu, tambai henyu imi mhosva iyo; ini handidi kuva mutongi waizvozvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Asi sezvo ichingova mibvunzo pamusoro pamashoko namazita uye nezvomurayiro wenyu, gadzirisanai pachenyu. Ini handidi kutonga nyaya dzakadai.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 18:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy