Mabasa 18:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti ndinewe uye hapana munhu achakurwisa zvokukuvadza nokuti ndine vanhu vakawanda muguta rino.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nokuti ini ndinewe; hapanomunhu uŋgakumukira akakuitira ɀakaipa, nokuti ndinaʋanhu ʋazhinji muguta rino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nokuti ini ndinewe; hapana munhu angakumukira akakuitira zvakaipa, nokuti ndina vanhu vazhinji muguta rino.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti ndinewe uye hapana munhu achakurwisa zvokukuvadza nokuti ndine vanhu vakawanda muguta rino.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti ndinewe, uye hakuna munhu achakurwisa akakukuvadza, nokuti ndina vanhu vazhinji muguta rino.” Viz kapitola |