Mabasa 17:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakanzwa nezvokumuka kwavafi, vamwe vakashora vamwewo vakati tichada kukunzwazve uchitaura nezvezvizvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ʋakati ʋacinzwa ɀokumuka kwaʋakafa, ʋamŋe ʋakaseka, asi ʋamŋe ʋakati: Ticazokunzwa ɀe pamsoro paiɀoɀi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino vakati vachinzwa zvokumuka kwavakafa, vamwe vakaseka, asi vamwe vakati, “Tichazokunzwazve pamusoro paizvozvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakanzwa nezvokumuka kwavafi, vamwe vakashora vamwewo vakati tichada kukunzwazve uchitaura nezvezvizvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakati vanzwa nezvokumuka kwavakafa, vamwe vakaseka, asi vamwe vakati, “Tinoda kuzokunzwazve pamusoro peshoko iri.” Viz kapitola |