Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 17:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Nguva dzokusaziva dziya, Mwari haana hanya nadzo. Asi iye zvino anoti munhu wose, kose kose zvako, anofanira kupinduka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Naiɀoɀo Mŋari wakarega hake kuraŋgarira ŋguʋa dzokusaziʋa; asi ɀino unoraira ʋanhu ʋose kwose‐kwose kuti ʋatendeʋuke.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Naizvozvo Mwari akarega hake kurangarira nguva dzokusaziva; asi zvino anorayira vanhu vose kwose-kwose kuti vatendeuke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Nguva dzokusaziva dziya, Mwari haana hanya nadzo. Asi iye zvino anoti munhu wose, kose kose zvako, anofanira kupinduka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Mwari akarega hake kurangarira nguva dzakare dzokusaziva kwakadai, asi zvino anorayira vanhu vose kwose kwose kuti vatendeuke.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 17:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy