Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Pauro, acakaʋagarira paAtene, akanzwa shuŋgu pamŋoyo, aciʋona kuti guta rizere neɀifananidzo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Pauro, achakavagarira paAteni, akanzwa shungu pamwoyo, achiona kuti guta rizere nezvifananidzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Pauro paaivamirira kuAteni, akadzongodzwa mwoyo paakaona guta iroro rizere nezvifananidzo zvokunamata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Pauro achakavamirira paAtene, akatambudzika zvikuru achiona kuti guta rakanga rizere nezvifananidzo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 17:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy