Mabasa 16:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakaenda nokunyika yeFirigia neGaratia pavakanga varambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko kuAsia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakagura nenyika yeFrigia neyeGaratia, ʋambodziʋiswa noMŋeya Mutȿene kuparidza shoko paAsia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakagura nenyika yeFirigiya neyeGaratiya, vambodziviswa naMweya Mutsvene kuparidza shoko paAsia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakaenda nokunyika yeFirigia neGaratia pavakanga varambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko kuAsia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pauro nevaaiva navo vakafamba nomumatunhu eFirigia neGaratia, vamborambidzwa naMweya Mutsvene kuparidza shoko mudunhu reEzhia. Viz kapitola |