Mabasa 16:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Pavaipfuura nomumaguta vaivaturira zvakanga zvasungwa navapositori navakuru vakuru vaiva kuJerusaremu kuti vatevedze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakafamba namaguta, ʋakaʋapa ɀireʋo ɀakatemŋa naʋaapostora naʋakuru ʋapaJerusarema, kuti ʋaɀiceŋgete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Vakafamba namaguta, vakavapa zvirevo zvakatemwa navapostori navakuru vapaJerusaremu, kuti vazvichengete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pavaipfuura nomumaguta vaivaturira zvakanga zvasungwa navapositori navakuru vakuru vaiva kuJerusaremu kuti vatevedze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Pavakafamba muguta neguta, vakasvitsa mashoko akanga ataurwa navapostori navakuru vomuJerusarema kuti vanhu vaateerere. Viz kapitola |