Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 ʋakaȿika, ʋakakumbira ɀikuru kwaʋari; ʋakaʋaɓuɗisa, ndokukumbira kuti ʋabve muguta raʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 vakasvika, vakakumbira zvikuru kwavari; vakavabudisa, mutorongo ndokuvakumbira kuti vabve muguta ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Vakauya kuzovanyengetedza ndokuvabudisa mutorongo, vachivakumbira kuti vabve muguta.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:39

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy