Mabasa 16:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Muchengeti wapajeri akasvitsa shoko kuna Pauro achiti, “Vatongi vatuma shoko rokuti muende zvenyu.” Saizvozvo chibudai muende zvenyu norugare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Murindi wetoroŋgo akaʋudza Pauro mashoko iwayo, aciti: Ʋatoŋgi ʋatuma shoko kuti musunuŋgurwe; naiɀoɀo ɓuɗai henyu ɀino, muende norugare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Murindi wetorongo akaudza Pauro mashoko iwayo, achiti, “Vatongi vatuma shoko kuti musunungurwe; naizvozvo budai henyu zvino, muende norugare.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Muchengeti wapajeri akasvitsa shoko kuna Pauro achiti, “Vatongi vatuma shoko rokuti muende zvenyu.” Saizvozvo chibudai muende zvenyu norugare. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Muchengeti wetorongo akati kuna Pauro, “Vatongi varayira kuti iwe naSirasi musunungurwe. Zvino mungaenda henyu. Endai norugare.” Viz kapitola |