Mabasa 16:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Akakwira navo kumba kwake akavapa chokudya akafara kwazvo nemba yake yose kuti akanga atenda kuna Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akaenda naʋo mumba make, ndokuisa ɀokudya pamberi paʋo, akafara ɀikuru, iye nemhuri yake yose, acitenda kunaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akaenda navo mumba make, ndokuisa zvokudya pamberi pavo, akafara zvikuru, iye nemhuri yake yose, achitenda kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akakwira navo kumba kwake akavapa chokudya akafara kwazvo nemba yake yose kuti akanga atenda kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Muchengeti wetorongo akaenda navo kumba kwake akavagadzirira zvokudya; akazadzwa nomufaro nokuti akanga atenda kuna Mwari, iye nemhuri yake. Viz kapitola |