Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Paakaudzwa izvi akavaisa mujeri romukatikati akavakachikira makumbo avo mumatanda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Iye akati arairwa kuɗaro, akaʋaisa mutoroŋgo yomukati, akasuŋga makumbo aʋo mumatanda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Iye akati arayirwa kudaro, akavaisa mutorongo yomukati, akasunga makumbo avo mumatanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Paakaudzwa izvi akavaisa mujeri romukatikati akavakachikira makumbo avo mumatanda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Akati agamuchira kurayira uku, akavaisa muchitokisi chomukati akasungirira tsoka dzavo pamatanda.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy