Mabasa 16:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Vehama vokuRisitira nevokuIkoniumu vaitaura zvakanaka nezvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iye waipupurirwa ɀakanaka nehama dzapaRistra neIkonio. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Iye aipupurirwa zvakanaka nehama dzapaRisitira neIkonio. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vehama vokuRisitira nevokuIkoniumu vaitaura zvakanaka nezvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Hama dzapaRistira neIkoniamu dzakanga dzichimupupurira zvakanaka. Viz kapitola |