Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Zvino varidzi vake pavakaona kuti chavaivimba nacho kuwana upfumi pakanga pasisina, vakabata Pauro naSirasi vakavakwekweredzera kuvatongi, kunzvimbo yaiungana vanhu veguta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino ʋatenzi ʋake ʋakati ʋaciʋona kuti tariro yokufumiswa kwaʋo yaenda, ʋakaɓata Pauro naSirasi, ʋakaʋakakatira kuɗare pamberi paʋaɓati,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino vatenzi vake vakati vachiona kuti tariro yokufumiswa kwavo yaenda, vakabata Pauro naSirasi, vakavakakatira kudare pamberi pavabati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Zvino varidzi vake pavakaona kuti chavaivimba nacho kuwana upfumi pakanga pasisina, vakabata Pauro naSirasi vakavakwekweredzera kuvatongi, kunzvimbo yaiungana vanhu veguta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vatenzi vomusikana akanga ari nhapwa vakaona kuti tariro yavo yokuita mari yakanga yapera, vakabata Pauro naSirasi vakavazvuzvurudzira pachivara pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 16:19

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy