Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi vamwe vatendi vebato ravaFarisei vakasimuka vakati, “Vanhu ava vanosungirwa kudzingiswa uye kuvaudza kuti vanofanira kuchengeta Mutemo waMosesi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi ʋamŋe ʋedzidziso yaʋaFarise, ʋaitenda, ʋakasimuka, ʋakati, ʋanofanira kudziŋgiswa nokurairwa kuti ʋaceŋgete murairo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi vamwe vedzidziso yavaFarisi, vaitenda, vakasimuka, vakati, “Vanofanira kudzingiswa nokurayirwa kuti vachengete murayiro waMosesi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi vamwe vatendi vebato ravaFarisei vakasimuka vakati, “Vanhu ava vanosungirwa kudzingiswa uye kuvaudza kuti vanofanira kuchengeta Mutemo waMosesi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo vamwe vatendi vakanga vari vebato ravaFarisi vakasimuka vakati, “VeDzimwe Ndudzi ava vanofanira kudzingiswa uye vanosungirwa kuti vateerere murayiro waMozisi.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy