Mabasa 15:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi Bhanabhasi aida kuti vaende pamwechete naJohani anonzi Mako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino Barnabasi wakaŋga aciɗa kutora Johane ʋo, wainzi Marko; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvino Bhanabhasi akanga achida kutora Johaniwo, ainzi Mako; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi Bhanabhasi aida kuti vaende pamwechete naJohani anonzi Mako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Bhanabhasi akanga achida kutora Johani, ainziwo Mako, kuti vaende pamwe chete naye, Viz kapitola |