Mabasa 15:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Judhasi naSirasi vaiva ivo vaporofita vakakurudzira vehama namazwi akawanda vakavasimbisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Judasi naSirasi, ʋaiʋa ʋaprofita ʋamene, ʋakaʋaraidza hama namashoko mazhinji, nokuʋasimbisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Judhasi naSirasi, vaiva vaporofita vamene, vakavaraidza hama namashoko mazhinji, nokuvasimbisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Judhasi naSirasi vaiva ivo vaporofita vakakurudzira vehama namazwi akawanda vakavasimbisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Judhasi naSirasi avo vakanga vari vaprofita, vakataura zvakawanda zvokukurudzira nokusimbisa hama. Viz kapitola |