Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino ʋakati ʋaendiswa, ʋakaɓurukira Antiokia; ʋakaʋuŋganidza ʋanhu ʋazhinji, ʋakaʋapa ŋwadi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino vakati vaendeswa, vakaburukira Andioki; vakaunganidza vanhu vazhinji, vakavapa tsamba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Naizvozvo pavakanzi vachienda zvavo vakadzika kuAndiyoku. Vakati vaunganidza vanhu vakavagamuchidza tsamba iya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Varume ava vakaenda ndokubva vaburuka vakaenda kuAndioki, kwavakandounganidza kereke pamwe chete ndokubva vavapa tsamba.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy