Mabasa 15:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Saizvozvo zvavakatumwa nesangano kuenda rwendo rwavo vakapfuura nomuFonikia nomuSamaria vachirondedzera kutendeuka kwevechirudzi. Izvi zvakafadza kwazvo vose vehama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo ʋakaperekedzwa nekereke, ʋakagura neFenike neSamaria, ʋakataura ɀokutendeʋuka kwaʋahedeni; ʋakafadza ɀikuru hama dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo vakaperekedzwa nekereke, vakagura neFonikia neSamaria, vakataura zvokutendeuka kwavahedheni; vakafadza zvikuru hama dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saizvozvo zvavakatumwa nesangano kuenda rwendo rwavo vakapfuura nomuFonikia nomuSamaria vachirondedzera kutendeuka kwevechirudzi. Izvi zvakafadza kwazvo vose vehama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kereke yakavatuma parwendo rwavo, uye pavakafamba vachipinda nomuFonisia nomuSamaria, vakarondedzera kuti veDzimwe Ndudzi vainge vachitendeuka sei. Shoko iri rakafadza hama dzose zvikuru. Viz kapitola |