Mabasa 15:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvakaonekwa chiri chinhu chakanaka kuvapositori navakuru vakuru nesangano rose kusarudza varume pakati pavo vokutuma kuAndiyoku naPauro naBhanabhasi. Vakatuma Judhasi anonzi Bharisabhasi naSirasi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo ʋaapostora, naʋakuru, nekereke yose, ʋakati ɀakanaka kuti ʋasanaŋgure ʋarume pakati paʋo, ʋaʋatumire Antiokia pamŋe cete naPauro naBarnabasi, ʋaiti: Judasi, wainzi Barsabasi, naSirasi, ʋakuru pakati pehama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo vapostori, navakuru, nekereke yose, vakati zvakanaka kuti vatsanangure varume pakati pavo, vavatumire Andioki pamwechete naPauro naBhanabhasi, vaiti: Judhasi ainzi Bhasabhasi, naSirasi, vakuru pakati pehama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvakaonekwa chiri chinhu chakanaka kuvapositori navakuru vakuru nesangano rose kusarudza varume pakati pavo vokutuma kuAndiyoku naPauro naBhanabhasi. Vakatuma Judhasi anonzi Bharisabhasi naSirasi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo vapostori navakuru, nekereke yose, vakafunga kusarudza vamwe varume pakati pavo kuti vagovatuma kuAndioki pamwe chete naPauro naBhanabhasi. Vakasarudza Judhasi (ainzi Bhanabhasi) naSirasi, varume vaviri ava vakanga vari vatungamiri pakati pehama. Viz kapitola |