Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kwakauya vamwe varume vachibva kuJudhea vachidzidzisa vehama kuti, “Kana musina kudzingiswa zvinoenderana noMutemo waMosesi, hamugoni kuponeswa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋamŋe ʋakaɓuruka Judea, ʋakadzidzisa hama, ʋaciti: Kana musiŋgadziŋgiswi netsika yaMosesi, hamuŋgaponeswi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vamwe vakaburuka Judhea, vakadzidzisa hama, vachiti, “Kana musingadzingiswi netsika yaMosesi, hamungaponeswi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwakauya vamwe varume vachibva kuJudhea vachidzidzisa vehama kuti, “Kana musina kudzingiswa zvinoenderana noMutemo waMosesi, hamugoni kuponeswa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhea vakaenda kuAndioki, uye vakanga vachidzidzisa hama vachiti: “Kunze kwokunge madzingiswa, maererano netsika yakadzidziswa naMozisi, hamungaponeswi.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy