Mabasa 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 vachisimbisa vadzidzi vachivakurudzira kuenderera mberi nechitendero. Vaiti, kuti tipinde muumambo hwaMwari tinofanira kutopindamo nomumatambudziko akawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ʋacisimbisa mŋeya yaʋadzidzi, ʋaciʋaraira kuti ʋatsuŋgirire pakutenda, ʋaciti, tinofanira kupinda ʋushe bgaMŋari namaɗambudziko mazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 vachisimbisa mweya yavadzidzi, vachivarayira kuti vatsungirire pakutenda, vachiti, “Tinofanira kupinda ushe hwaMwari namadambudziko mazhinji.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 vachisimbisa vadzidzi vachivakurudzira kuenderera mberi nechitendero. Vaiti, kuti tipinde muumambo hwaMwari tinofanira kutopindamo nomumatambudziko akawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 vachisimbisa vadzidzi nokuvakurudzira kuti varambe vari pakutenda. Vakati, “Tinofanira kutambudzika kuti tipinde muumambo hwaMwari.” Viz kapitola |