Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 14:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Kunyange namazwi aya vakange votoda kukundika kurambidza vanhu ava kupira chibayiro kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokutaura kwaʋo saiɀoɀo, ʋakatambura kwaɀo kudziʋisa ʋanhu kuti ʋarege kuʋaɓayira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokutaura kwavo saizvozvo, vakatambura kwazvo kudzivisa vanhu kuti varege kuvabayira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Kunyange namazwi aya vakange votoda kukundika kurambidza vanhu ava kupira chibayiro kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Kunyange namashoko iwaya, zvakanga zvakaoma chose kuti vadzivise vanhu vazhinji ava kuti varege kuvabayira.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 14:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy