Mabasa 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Aiva naSejiusi Pauro gavhuna, munhu aiva nouchenjeri akadaidza Bhanabhasi naSauro achida kunzwa Shoko raMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Waigara pamuɓati wenyika, wainzi Sergio Pauro, munhu wakacenjera. Iye ndokuɗana Barnabasi naSauro, acitȿaka kunzwa shoko raMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Aigara pamubati wenyika, ainzi Segio Pauro, munhu akachenjera. Iye ndokudana Bhanabhasi naSauro, achitsvaka kunzwa shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Aiva naSejiusi Pauro gavhuna, munhu aiva nouchenjeri akadaidza Bhanabhasi naSauro achida kunzwa Shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 akanga ari muchengeti womubati wenyika ainzi Segio Paurusi. Mubati akanga ari murume akachenjera, akadana Bhanabhasi naSauro nokuti aida kunzwa shoko raMwari. Viz kapitola |