Mabasa 13:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Pavakafamba nechitsuwa ichocho chose kusvika kuPafosi, vakasvika panomumwe munhu wamashiripiti, muporofita wechiJudha wenhema ainzi Bha Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakati ʋagura ciwi cose kuȿikira paPafosi, ʋakawana imŋe ŋaŋga, waiʋa muprofita wenhema, muJuda, zita rake rainzi Bari‐Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakati vagura chivi chose kusvikira paPafosi, vakawana imwe n'anga, aiva muporofita wenhema, muJudha, zita rake rainzi BhariJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pavakafamba nechitsuwa ichocho chose kusvika kuPafosi, vakasvika panomumwe munhu wamashiripiti, muporofita wechiJudha wenhema ainzi Bha Jesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vakafamba nomuchiwi chose kudzamara vasvika kuPafosi. Vakasangana neimwe nʼanga yechiJudha ikoko, uye akanga ari muprofita wenhema ainzi Bhari Jesu, Viz kapitola |