Mabasa 13:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Pavakasvika kuSaramisi vakaparidza Shoko raMwari mumasinagogu avaJudha uye vaiva naJohani wokuvabatsira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋaciȿika paSarami, ʋakaparidza shoko raMŋari mumasinagoge aʋaJuda. Ʋakaŋga ʋanaJohane ʋo, waiʋa muɓatsiri waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vachisvika paSarami, vakaparidza shoko raMwari mumasinagoge avaJudha. Vakanga vana Johaniwo, aiva mubatsiri wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pavakasvika kuSaramisi vakaparidza Shoko raMwari mumasinagogu avaJudha uye vaiva naJohani wokuvabatsira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakati vasvika paSaramisi, vakaparidza shoko raMwari musinagoge ravaJudha. Johani akanga achivabatsira. Viz kapitola |