Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 ‘Chinzwai imi vanyombi dzungairai muparare nokuti ndichaita chimwe chinhu mumazuva enyu chinhu chamusingabvumi kudavira kana munhu akutaurirai.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Tarirai, imi ʋaɀidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinoɓate‐ɓasa pamazuʋa enyu, Ƃasa ramucaramba kutoŋgotenda, kana muciɀiʋudzwa nomunhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 ‘Tarirai, imi vazvidzi, mushamiswe, muparare; Nokuti ndinobata basa pamazuva enyu, basa ramucharamba kutongotenda, kana muchizviudzwa nomunhu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 ‘Chinzwai imi vanyombi dzungairai muparare nokuti ndichaita chimwe chinhu mumazuva enyu chinhu chamusingabvumi kudavira kana munhu akutaurirai.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 “ ‘Tarirai imi vaseki, mushamiswe uye muparare, nokuti ndiri kuzoita chimwe chinhu pamazuva enyu chamusingazombotendi, kunyange dai mumwe munhu akakuudzai.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy