Mabasa 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Paakamubvisa akamutsa Dhavhidhi kuti ave mambo wavo waakataura pachena achiti, ‘Ndakawana muna Dhavhidhi mwana waJese munhu wapamwoyo pangu achaita zvose zvandinoda.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akamubvisa akamutsa Davidi, kuti aʋe mambo waʋo, waakapupura, aciti: Ndawana Davidi, mŋanakomana waJese murume womŋoyo waŋgu, ucaita kuɗa kwaŋgu kwose Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 “Akamubvisa akamutsa Dhavhidhi, kuti ave mambo wavo, waakapupura, achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi, mwanakomana waJese murume womwoyo wangu, achaita kuda kwangu kwose.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakamubvisa akamutsa Dhavhidhi kuti ave mambo wavo waakataura pachena achiti, ‘Ndakawana muna Dhavhidhi mwana waJese munhu wapamwoyo pangu achaita zvose zvandinoda.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Shure kwokunge abvisa Sauro, akagadza Dhavhidhi kuti ave mambo wavo. Iye akapupura pamusoro pake achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese murume wapamwoyo pangu; iye achaita zvinhu zvose zvandinoda kuti aite.’ Viz kapitola |