Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 akati, “Iwe uzere namanyepo nounyengedzi, mhandu yezvose zvakarurama, dhiabhori womunhu. Hauregi nei kuminamisa nzira dzakati twasa dzaTenzi?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Iwe, uzere nokunyeŋgera kwose namano akaipa ose, mŋanakomana waDiaborosi, muʋeŋgi wokururama kwose, hauregi here kutsausa nzira dzakarurama dzaShe?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Iwe, uzere nokunyengera kwose namano akaipa ose, mwanakomana waDhiabhori, muvengi wokururama kwose, hauregi here kutsausa nzira dzakarurama dzaIshe?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 akati, “Iwe uzere namanyepo nounyengedzi, mhandu yezvose zvakarurama, dhiabhori womunhu. Hauregi nei kuminamisa nzira dzakati twasa dzaTenzi?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Iwe uri mwana wadhiabhori nomuvengi wezvinhu zvose zvakarurama! Uzere nokunyengera kwose namano akaipa. Hausi kuzorega here kumonyorotsa nzira dzakarurama dzaShe?

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 13:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy