Mabasa 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi ini ndikati: Kwete Ishe, nokuti mumuromo maŋgu hamuna‐kumbopinda cinhu cisakanaka, cinetȿina. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi ini ndikati, ‘Kwete Ishe, nokuti mumuromo mangu hamuna kumbopinda chinhu chisakanaka, chine tsvina.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndakapindura ndikati, ‘Zvirokwazvo kwete, Ishe! Hakuna chinhu chisina kunaka kana chine tsvina chakatombopinda mumuromo mangu.’ Viz kapitola |