Mabasa 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 “Ndaiva muguta reJopa ndichinamata; ndiri mumweya ndakaona, chiratidzo chechimwe chinhu chaiburuka chaiita sejira guru richidzikiswa richibva kudenga richiita serakabatwa namakona aro mana. Rakaburuka richiuya kwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ndakaŋga ndiri muguta reJopa, ndicinyeŋgetera; ndikaɓatwa mŋeya, ndikaʋona ciratidzo; cimŋe cinhu cakaɓuruka, cineŋge muceka mukuru unoɓuruswa kuɗeŋga wakasuŋgwa miromo minna, cikaȿika kwandiri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Ndakanga ndiri muguta reJopa, ndichinyengetera; ndikabatwa mweya, ndikaona chiratidzo; chimwe chinhu chakaburuka, chinenge mucheka mukuru unoburuswa kudenga wakasungwa miromo mina, chikasvika pandiri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ndaiva muguta reJopa ndichinamata; ndiri mumweya ndakaona, chiratidzo chechimwe chinhu chaiburuka chaiita sejira guru richidzikiswa richibva kudenga richiita serakabatwa namakona aro mana. Rakaburuka richiuya kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Ndakanga ndiri muguta reJopa ndichinyengetera, ndikabatwa nomweya ndikaona chiratidzo. Ndakaona chimwe chinhu chakanga chakaita sejira guru, chichiburutswa kubva kudenga namakona acho mana, uye chakaburuka chikasvika pandaiva. Viz kapitola |