Mabasa 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Mutumwa uya akataura kwaari paakaenda, akadaidza varanda vake vaviri nomusoja aida zvokunamata pakati pavanhu vaimushandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino mutumŋa, wakataura naye, wakati abva, akaɗana ʋaranda ʋake ʋaʋiri nomurwi wakarurama pakati paʋaisimushumira, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino mutumwa, akataura naye, akati abva, akadana varanda vake vaviri nomurwi wakarurama pakati pavaisimushumira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mutumwa uya akataura kwaari paakaenda, akadaidza varanda vake vaviri nomusoja aida zvokunamata pakati pavanhu vaimushandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mutumwa waakanga achitaura naye akati aenda, Koniriasi akadana varanda vake vaviri nomumwe murwi akatendeka uyo aiva mumwe wavachengeti vake. Viz kapitola |