Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 10:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

47 Ipapo Pita akati, “Pana angarambidze here kuti vanhu ava vaombekwe nemvura vadai kugashira Mweya Mutsvene sokugamuchira kwatakamuita?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

47 Kunomunhu here uŋgadziʋisa mvura, kuti aʋa, ʋakapiwa Mŋeya Mutȿene sesu, ʋarege kubapatidzwa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

47 “Kuno munhu here angadzivisa mvura, kuti ava, vakapiwa Mweya Mutsvene sesu, varege kubhabhatidzwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

47 Ipapo Pita akati, “Pana angarambidze here kuti vanhu ava vaombekwe nemvura vadai kugashira Mweya Mutsvene sokugamuchira kwatakamuita?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

47 “Pano munhu angadzivisa vanhu ava kuti vabhabhatidzwe nemvura here? Vagamuchira Mweya Mutsvene sezvatakangoitawo isu.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 10:47

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy