Mabasa 10:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Mwari akamumutsa pazuva retatu akamuratidza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ndiye wakamutswa naMŋari nezuʋa retatu, akamupa simba kuti aʋonekwe pacena; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 “Ndiye akamutswa naMwari nezuva retatu, akamupa simba kuti aonekwe pachena; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Mwari akamumutsa pazuva retatu akamuratidza Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 asi Mwari akamumutsa kubva kuvakafa nezuva retatu akaita kuti aonekwe. Viz kapitola |